Kudya sora

Pane umwe murume aiva rich
zvisingaite so 1 day achidriviwa hake
muHummer yake akaona umwe
murume aitemha sora
achiridya,murume uya akaudza driver
wake kuti amise mota then akabva
abuda mumota yake akavhunza uya
aidya sora kuti "why ar u eating
grass"
zvikanzi nemurume uya "handina mari
yechikafu saka ndine nzara thats why
ndiri kudya sora.
That rich guy akati kumurume uya
"hende tese kumba kwangu"
murume uya akati "manje kuti
ndiende ndega it cant coz ndine
mukadzi nevana 3"
and the rich man replied "no problem
vadeedze vese tiende"
murume uya akatora mhuri yake
vakapinda mumota.
Vasvika zvikanzi nemurombo uya
"inga mune moyo wakanaka mati
ndiuye ini nemhuri yangu"
zvikanzi neuya mupfumi "aihwa
usatenda hako the reason yandaku
deedzerai pano iwe nemhuri yako its
becoz loni yangu yakurisa saka
ndoda kuti mundidyirewo

Related jokes

  • Kuomera kwemapostori
    All Jokes

    Mupostori aifamba mutown nemukadzi wake vakadarika nepaitengesewa maice cream mukadzi akakumbirawo kutengerwa ice cream ...

  • Pano buda nemunhu
    All Jokes

    Ndinzwireiwo ...nditori mubhazi from Harare ndiri kubaya byo now tingori varume voga mubus asi patasvika pa Norton paita...

  • Willing to buy chicken
    All Jokes

    this guy enters a shop willing to buy chicken, confused about the language he picks an egg goes to the shopkeeper and sa...

+-
Google
Pinterest
Linkedin