Pano buda nemunhu

Ndinzwireiwo ...nditori mubhazi from Harare ndiri kubaya byo now tingori varume voga mubus asi patasvika pa Norton paita chimhamha chapinda mubhazi. Chinzwai manje...



Tasvika pa Selous zvikanzi nebhebhi Riya " kana muchida kuona zamhu rangu bvisai ma$10 mamwe maface two ndobva abudisa ma ten acho. Bhebhi faster faster rakabva rati zamhu panze waaaah!!

Chinzwa manje... Takusvika pa Chegutu zvikanzi nechimhamha "vanoda kuona gumbo rangu budisai ma $30 ....pakamboita ka silent then anablaz 7 ndokubudisa ma 30 sha. Bhebhi risingambokendenga rakakwinya skirt gumbo panze maihweee kani!!


Tichangopfuura Gweru tsvarakadenga iye ndokutangazve kutaura ikati " kana muchida kuona panobuda nemunhu budisai $100 ..


Vanhu vose neniwo sha takabudisa ma waya waya takagadzirira kuona Nigeria, hona ma nje zvatakazoitwa.....
.... bhebhi rikati "munhu wese anobuda neapa!!!" richinongedza padoor

Related jokes

  • Willing to buy chicken
    All Jokes

    this guy enters a shop willing to buy chicken, confused about the language he picks an egg goes to the shopkeeper and sa...

  • Inviting you to my place
    All Jokes

    Man: Everytime u smile I just feel like inviting u to my place Girl: awwwww..are u single? Man: I'm a dentist

  • Coin rangu
    All Jokes

    Ndamuka ndine coin rangu Ndabva ndatumira kumwana kepanext kunonditengera half loaf, ndakaona kachidzoka kasina chingwa ...

+-
Google
Pinterest
Linkedin