Raining kumbakwaAmbuya

Kkkkkkkkkk pane muface akaenda kumba kwebabie kudinner, vapedza kudya mvura yakatanga kunaya heavy

zvikanzi namomz webabie chingorara pano idzo dzika bvuma.

Momz vakaenda kuno geza maplates, babie rabva rano waridza bed idzo dzikasara mudining.

Momz nebabie
pavaka dzoka vakaona musina munhu, vaka tsvaga vaka mushaya.

Vakazocona munhu achi pinda akatota zveku penga babie ndobva rabvunza kuti wanga uripi zvikanzi "ndanga ndambo enda kumba kuno udza mama vangu kuti handicha kwanisi kuuya kuzorara kumba nenyaya yemvura"

Related jokes

  • Magaya stickers
    All Jokes

    Ko inzwa ichi manje. Ichi chazonyanyisa manje kkkkk

  • Event ticket pricing
    All Jokes

    Some event organisers Entrance fee : Girls - $50 Boys - $100 Gays and Lesbians - $150 (Since you decided to be both)

  • Pregnant woman delivering
    All Jokes

    A pregnant woman was delivering but the baby find it difficult to come out, but d nurses as usual yelled *PUSH..!!! BUT*...

+-
Google
Pinterest
Linkedin