Contact name in my wifes phone

One day l decided kumbotora phone yemukadzi wangu ndichitarisa my contact name. I checked for Darling ndikashaya......l checked for Honey ndikashaya.....l checked for Sweetie ndikashaya......l checked for my name zvarowo ndika rishaya..... I checked for Baba something ndikashaya...... ndikati pamwe rakanzi Mr ......ndikashaya. l then decided to call my contact. Payakarira phone l was shocked. My contact name was saved as Tongogara Tingagodii ... Ko iwe wakanzi ani

Related jokes

  • Mabasa emaoko
    All Jokes

    Teacher: tiudzei mabasa emaoko amunoziva? John: kuveza. Angeline: kuruka Tindo:*Kuuraya munhu akaita sewe*

  • Kupisa kwakurikuita
    All Jokes

    Hanzi naChipaz Kupisa kwakuri kuita, government ino gona kunge yakadya mari ye rainy season. Hameno. Tichato nzwa patino...

  • Arsenal taking the league
    All Jokes

    [16/10 18:25] ‪+263 77 299 4601‬: Arsenal irikutora league this season ndiri kuzvinzwa muropa chaimo. [16/10 18:31] ‪+26...

+-
Google
Pinterest
Linkedin