Ma tyres from South Africa
Ma used tyres ano raswa kuSouth Africa muno uya nawo moisa pamota oshanda 5--6 yrs
obviswa oiswa pangoro 3-4 yrs opera
obviswa oita manyatera kwe 1-2 yrs nyatera yopera
yoitwa hinjisi yedoor kwe2-3 yrs
robva ipapo rochi zono buriswa nyuchi mumukoko todya kkkkkkkkkk
usa tambe nemaZimba havana loss
Related jokes
-
Kurohwa bag nebabyAll Jokes
Unenge waswera uchirohwa bag nebaby, mopinda ma ok uchitsvaga macondom... Iro robva rasimudza mapads
-
Munhu akafa asina kurroraAll Jokes
[15:43, 10/19/2016] chigombe Isaac: Munhu akafa asina kuroora (kubvisa fuma) anoenda here kudenga [15:44, 10/19/2016] Mi...
-
ZESA PowercutAll Jokes
We had a power cut the other day so I couldn't use the TV, the cellphone i.e no whatsapp, facebook etc, even the radio. ...