Bond similar

Z$bond mari yebepa
Sense yemabond notes inonetsa kuhwisisa.Kwahi shandisai mapepa asi anenge akamiririra mari chaiyo inenge yakachengetwa kubank.Kureva here kuti doro rikaita shoma kudelta vanogona kungoisa mvura mumabhotoro vovhara voti chimwai nekuti mvura iyoyo yakamiririra doro riri kuDelta - inonzi bond beer
Well said actually everything stays secured elsewhere. Ukaona bhora reChivi utd neNgundu Stars wonzi ndere Arsenal neChele asi chairo riri kuEngland

Related jokes

  • Failed business
    All Jokes

    *TEACHER*: _Give an example of business failure due to careless management_ *STUDENT*: _A prostitute getting pregnant._ ...

  • Budiriro Borrowdale
    All Jokes

    KuBorrowdale kwaifanirwa kunzi kuBudiriro because kwakazara vanhu vakabudirira.Ku Budiriro ndiko kwaifanirwa kunzi kuBor...

  • Mudhara achauya
    All Jokes

    *Unotonzwa mukadzi wako achiimba mudhara vachauya uripo and ndiwe baba wotoshaya kuti saka pano pamba ndiri chii* Ndango...

+-
Google
Pinterest
Linkedin