Zimbabwe Special Recipe
*Recipe yechimunya*
Musarasa sadza rinenge rasara . Cut chimunya chako into nice cubes isa twuma futa mupan woisa sadza rako imomo grate macarrots, pepper ne onion wofrya isa any desired spice ,then wotora 2 or 3eggs beat them wodira pamusoro pesadza rako pindura until zvaibva zvinonyatsotsvukira ini I used rajah mild curry. It's nice, even kids will enjoy and not believe kuti isadza,katori kasnack kari good , musarase sadza cooking is an art hapana chinoraswa.
Happy Cooking �
Related jokes
-
-
ZvirwereAll Jokes
Ticha vachidzidzisa mu class. Teacher- nyorai zvirwere zvamunoziva Jonh - malaria Obert -polio Simba -hiv Chinoz - / Tea...
-
Mothers drivers licenseAll Jokes
A boy was looking at his mother's driving license card. It was written SEX:" F " , he then started laughing until the mo...